Omschrijving
Zimbabwe Music & Arts Awards (ZIMAA) 2016 Best Fiction Book of the Year Kubva kunaSarungano waNhasi, nganonyorwa inobata nezvirikuitika muchita chedu, asi panguva imwe, ichitidekadza nefungidziro yezvinotyisa...... Vakuru vakati, Chinokanganwa idemo, asi muti wakatemwa haukanganwi. Panotanga kupera vakomana vechikwata chaizvidaidza nezita rekuzvitsutsuma rekuti The Flava Crü, vanhu vanotadza kunzwisisa kuti zvauya sei. Chainyanyonetsa mapurisa ndeche kuti vakomana ava vaita sevaurawa negaranyanya rine nzwara dzino pinza, asi chiri chikara chavaitadza kudoma. Nyangwe panotanga kufawo vabereki vevakomana ava, pamwe negweta rainzi Robbie Rangwani, hapana akakurumidza kunyumwa kuti vese ava vakange vave kurumwa nechekuchera. Ko, handiti vakomana ava ndivo vamwechete vekuita gombedzanwa rekubat
Kenmerken
| Artikelnummer | 9200000095667857 |
|---|---|
| EAN | 9780463269435 |
| Categorie | Digital Reading |
| Productgroep | Boeken |
| Segment | Textual/Printed/Reference Materials |
| Prijs Nederland | € 1,75 |
| Prijs België | € 1,75 |
| Verzendkosten NL | Gratis |
| Verzendkosten BE | Gratis |
| Levertijd Nederland | Morgen in huis |
| Levertijd België | Morgen in huis |
| Verkoper | Partner |
Shavi Rechikadzi bestellen bij snelkeus
Koop Shavi Rechikadzi van Onbekend online in de categorie Digital Reading. Prijs € 1,75, levering in Nederland · Morgen in huis.